kudzidzisa pachishandiswa mavhidhiyo

Transkript

kudzidzisa pachishandiswa mavhidhiyo
KUDZIDZISA PACHISHANDISWA MAVHIDHIYO | ZVINOTAURWA NEVEZERA RAKO
Inzwa Zvinotaurwa Nevezera Rako
Nezvekushungurudzwa Panyaya Dzepabonde
Tora nyaya iyi
pawww.jw.org
(Mashoko Kuvabereki: Nyaya iyi ndeyevana vemakore 10 kusvika ku12.)
Endai pajw.org muone vhidhiyo yakanzi “Zvinotaurwa Nevezera Rako—Kushungurudzwa Panyaya Dzepabonde.” (Tarisai pakanzi
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA > ZVINOTAURWA NEVEZERA RAKO.) Chipedzisai pamwe chete chati riri pazasi. Mudenderedzwa
hombe, itai kuti vana venyu vanyore pamusoro pezvinhu zvakaitika kwavari kana kuti zvavakaona, vobva vazonyora mhinduro dzavo pamitsetse ine
madododo. Kurukurai kuti zvinotaurwa muna Mateu 5:37 uye Muparidzi 8:11 zvinogona kubatsira sei vana venyu kuti vakunde dambudziko
rokushungurudzwa panyaya dzepabonde.
Kushungurudzwa
kwapera
Kushungurudzwa
panyaya dzepabonde
Ungavaudza kuti kudii?
Kana
kushungurudzwa
kukasapera
Zvausingafaniri kuita?
Zvii zvaungaita?
www.jw.org © 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

Benzer belgeler

kudzıdzısa pachıshandıswa mavhıdhıyo

kudzıdzısa pachıshandıswa mavhıdhıyo “Namatai Jehovha Muchiri Vaduku” rwuchiimbwa muMutauro Wemasaini wokuAmerica pajw.org. (Tarisa pakanzi MABHUKU ˛ MUTAURO WEMASAINI. Iva nechokwadi chokuti wasarudza Mutauro Wemasaini wokuAmerica.) ...

Detaylı

mwari vanopa humwe humbowo huno simbisa kuti

mwari vanopa humwe humbowo huno simbisa kuti kuti izvi zvakaiswa naMwari uye Mwari vachaita kuti zviitike munguva shoma (tarira Genesisi wemakumi mana ndima yemakumi matatu anembiri). Saka tinoona kuti Mwari vanochengetedza sei shoko

Detaylı